loader image

Covid-19 Policy

OUR BLOG

‘Vechidiki nyoresai kuvhota’

VECHIDIKI vanokurudzirwa kuti vanyorese kuvhota uye kukwikwidza muzvigaro zvakaita sekuve nhengo dzedare reParamende pamwe nemakanzura nechinangwa chekuti vakwanise kuzadzikisa zvido zvavo. Izvi zvakabuda pagungano rakaitwa nesangano reChitungwiza Residents Trust rakabatana

Stay in the loop! 

Connect with us on social media and join the conversation.